Revelation 9:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
riciti kumutumŋa wecitanhatu wakaŋga anehwamanda: Sunuŋgura ʋatumŋa ʋanna ʋakasuŋgwa parwizi rukuru runonzi Yufratesi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rakati kumutumwa wechitanhatu akanga ane hwamanda, “Sunungura vatumwa vana, vakasungwa parwizi rukuru Yufuratesi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
richiti kumutumwa wechitanhatu uya ainge ane bhosvo, “Sunungura vatumwa vana vakasungwa parwizi rukuru rwaYufuratesi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
richiti kumutumwa wechitanhatu akanga ane hwamanda, “Sunungura vatumwa vana vakasungwa parwizi rukuru runonzi Yufuratesi.”
Shona 2009?
richiti kumutumwa wechitanhatu wakanga anehwamanda; Sunungura vatumwa vana vakasungwa parwizi rukuru runonzi Yufratesi.
Shona SUB 2002 Bible
richiti kumutumwa wechitanhatu akanga ane hwamanda, “Sunungura vatumwa vana vakasungwa parwizi rukuru runonzi Yufuretesi.”