Revelation 9:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋatumŋa ʋanna ʋakasunuŋgurwa, ʋakaŋga ʋakagadzirirwa ŋguʋa, nezuʋa, nomŋedzi, negore, kuti ʋaʋuraye cetatu caʋanhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye vatumwa vana vakanga vakagadzirirwa zvenguva yacho iyoyo, uye zuva iroro, nomwedzi iwoyo, negore iroro, vakasunungurwa kuti vauraye chetatu chamarudzi avanhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vatumwa vaya vana vakasunungurwa vakanga vakamisirwa nguva nezuva nemwedzi negore rokuuraya naro chikamu chechitatu chavanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vatumwa vana vakasunungurwa, vakanga vakagadzirirwa nguva, nezuva, nomwedzi, negore, kuti vauraye chetatu chavanhu.
Shona 2009?
Ipapo vatumwa vana vakasunungurwa, vakanga vakagadzirirwa nguva, nezuva, nomwedzi, negore, kuti vavuraye chetatu chavanhu.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo vatumwa vana vakasunungurwa, vakanga vakagadzirirwa nguva, nezuva, nomwedzi, negore, kuti vauraye chetatu chavanhu.