Revelation 9:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kuwanda kwehondo dzaʋataȿi ʋamabiza kwakaŋga kuri ɀuru ɀeɀuru ɀamazana maʋiri; ndikanzwa kuʋereŋgwa kwaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kuwanda kwavarwi vamabhiza kwaiva mamiriyoni mazana maviri. Ndakanzwa kuwanda kwavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Varwi vamabhiza vaiva gumi ramazana rakapetwa kaviri rigopetwazve kanosvika gumi ramazana; ndakanzwa uwandu hwavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kuwanda kwehondo dzavatasvi vamabhiza kwakanga kuri zviuru zvezviuru zvamazana maviri; ndikanzwa kuverengwa kwavo.
Shona 2009?
Kuwanda kwehondo dzavatasvi vamabhiza kwakanga kuri zvuru zvezvuru zvamazana maviri; ndikanzwa kuverengwa kwavo.
Shona SUB 2002 Bible
Kuwanda kwehondo dzavatasvi vamabhiza kwakanga kuri zviuru zvezviuru zvamazana maviri; ndikanzwa kuverengwa kwavo.