Revelation 9:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
haʋana‐kutendeʋuka ʋo pakuʋuraya kwaʋo, kana pakurowa kwaʋo, kana paʋupombge bgaʋo, kana pakuɓa kwaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye havana kutendeuka muumhondi hwavo, pauroyi hwavo, napaupombwe hwavo, kana kuba kwavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Havana kuregera humhondi hwavo nouroyi hwavo noupombwe hwavo kana umbavha hwavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
havana kutendeukawo pakuuraya kwavo, kana pakurowa kwavo, kana paupombwe hwavo, kana pakuba kwavo.
Shona 2009?
havana kutendevuka vo pakuvuraya kwavo, kana pakurowa kwavo, kana pavupombwe bwavo, kana pakuba kwavo.
Shona SUB 2002 Bible
havana kutendeukawo pakuuraya kwavo, kana pakurowa kwavo, kana paupombwe hwavo, kana pakuba kwavo.