Revelation 9:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Dzikaʋudzwa kuti dzirege kutadzira ʋuswa bgenyika, necinhu cinyoro, kana miti yose, asi ʋanhu ɓedzi ʋasinecisimbiso caMŋari pahuma dzaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dzakaudzwa kuti dzirege kuparadza uswa hwenyika kana zvirimwa, kana miti ipi zvayo, asi vanhu vaya chete vakanga vasina chisimbiso chaMwari pahuma dzavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dzakaudzwa kuti dzisaparadze uswa hwenyika kana chii zvacho chinyoro kana muti zvawo, asi kuti dziparadze vanhu vasina mucherechedzo waMwari pahuma dzavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dzikaudzwa kuti dzirege kutadzira uswa hwenyika, nechinhu chinyoro, kana miti yose, asi vanhu bedzi vasina chisimbiso chaMwari pahuma dzavo.
Shona 2009?
Dzikavudzwa kuti dzirege kutadzira vuswa bwenyika, nechinhu chinyoro, kana miti yose, asi vanhuchetevasinechisimbiso chaMwari pahuma dzavo.
Shona SUB 2002 Bible
Dzikaudzwa kuti dzirege kutadzira uswa hwenyika, nechinhu chinyoro, kana miti yose, asi vanhu bedzi vasina chisimbiso chaMwari pahuma dzavo.