Revelation 9:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hadzina‐kupiwa ɓasa rokuʋaʋuraya, asi kuti ʋarwadziswe mŋedzi mishanu; kurwadzisa kwadzo kwakaŋga kwakaita sokurwadzisa kwecinyaʋaɗa, kana ciciruma munhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hadzina kupiwa simba rokuvauraya, asi kungovarwadzisa chete kwemwedzi mishanu. Uye kurwadziwa kwavo kwakanga kwakaita sokworumborera rwechinyavada pachinoruma munhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dzakabvumirwa kuvaonesa nhamo kwemwedzi mishanu dzisingavaurayi. Kurwadza kwadzo kwaiita sokurwadza kwerize kana raruma munhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hadzina kupiwa basa rokuvauraya, asi kuti varwadziswe mwedzi mishanu; kurwadzisa kwadzo kwakanga kwakaita sokurwadzisa kwechinyavada, kana chichiruma munhu.
Shona 2009?
Hadzina kupiwa basa rokuvavuraya, asi kuti varwadziswe mwedzi mishanu; kurwadzisa kwadzo kwakanga kwakaita sokurwadzisa kwechinyavada, kana chichiruma munhu.
Shona SUB 2002 Bible
Hadzina kupiwa basa rokuvauraya, asi kuti varwadziswe mwedzi mishanu; kurwadzisa kwadzo kwakanga kwakaita sokurwadzisa kwechinyavada, kana chichiruma munhu.