Romans 1:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ndicikumbira ŋguʋa dzose pakunyeŋgetera kwaŋgu, kuti ɀimŋe ndifambiswe haŋgu ɀakanaka ndiʋuye kwamuri nokuɗa kwaMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
muminyengetero yangu nguva dzose; uye ndinonyengeterera kuti zvino pakupedzisira nokuda kwaMwari ndizarurirwe mukana wokuti ndiuye kwamuri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
ndichikumbira kuti, zvimwe nokuda kwaMwari, pamwe iye zvino ndipo pandingakwanise kuuya kwamuri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ndichikumbira nguva dzose pakunyengetera kwangu, kuti zvimwe ndifambiswe hangu zvakanaka ndiuye kwamuri nokuda kwaMwari.
Shona 2009?
ndichikumbira nguva dzose pakunyengetera kwangu, kuti zvimwe ndifambiswe hangu zvakanaka ndivuye kwamuri nokuda kwaMwari.
Shona SUB 2002 Bible
ndichikumbira nguva dzose pakunyengetera kwangu, kuti zvimwe ndifambiswe hangu zvakanaka ndiuye kwamuri nokuda kwaMwari.