Romans 1:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ndinoɗa ɀikuru kukuʋonai, kuti ndikupei cimŋe cipo comŋeya, kuti musimbiswe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinoshuva zvikuru kuti ndikuonei kuti ndigokupai chipo chomweya kuti mugova makasimbiswa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinodisisa kwazvo kukuonai kuti ndikupei chipo chezvomweya kuti chikusimbisei
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ndinoda zvikuru kukuonai, kuti ndikupei chimwe chipo chomweya, kuti musimbiswe.
Shona 2009?
Nokuti ndinoda zvikuru kukuvonai, kuti ndikupei chimwe chipo chomweya, kuti musimbiswe.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ndinoda zvikuru kukuonai, kuti ndikupei chimwe chipo chomweya, kuti musimbiswe.