Romans 1:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndokuti ini ndinyaradzwe pamŋe cete nemi pakati penyu, mumŋe nomumŋe nokutenda kwomumŋe, kwenyu nokwaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
ndiko kuti, imi neni tikurudzirwe pamwe chete nokutenda kwomumwe nomumwe wedu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
ndichiitira kuti tisimbaradzane nechitendero chomumwe nomumwe wedu, chenyu nechangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndokuti ini ndinyaradzwe pamwechete nemi pakati penyu, mumwe nomumwe nokutenda kwomumwe, kwenyu nokwangu.
Shona 2009?
Ndokuti ini ndinyaradzwe pamwe chete nemwi pakati penyu, mumwe nomumwe nokutenda komumwe, kwenyu nokwangu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndokuti ini ndinyaradzwe pamwechete nemi pakati penyu, mumwe nomumwe nokutenda kwomumwe, kwenyu nokwangu.