Romans 1:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti handinyari pamsoro peEvaŋgeri; nokuti isimba raMŋari rokuponesa mumŋe nomumŋe unotenda, kutaŋga muJuda, ʋuye muGiriki ʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Handina nyadzi pamusoro pevhangeri, nokuti isimba raMwari rokuponesa munhu wose anotenda: Kutanga kumuJudha, zvichizotevera kumuHedheni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinodaro nokuti handinyari neShoko Rakanaka nokuti iro isimba raMwari rokuponesa munhu wose ane chitendero zvichitangisira kuvaJudha kozouya vaGiriki
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti handinyari pamusoro peVhangeri; nokuti isimba raMwari rokuponesa mumwe nomumwe anotenda, kutanga muJudha, uye muGirikiwo.
Shona 2009?
Nokuti handinyari pamusoro peevhangeri; nokuti isimba raMwari rokuponesa mumwe nomumwe unotenda, kutanga muJudha, uye muGirikivo.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti handinyari pamusoro peVhangeri; nokuti isimba raMwari rokuponesa mumwe nomumwe anotenda, kutanga muJudha, uye muGirikiwo.