Romans 1:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti kutsamŋa kwaMŋari kunoratidzwa, kucibva kuɗeŋga, pamsoro pokusaɗa Mŋari kwose nokusarurama kwaʋanhu, ʋanodziʋisa ɀokwaɗi nokusarurama;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kutsamwa kwaMwari kunoratidzwa kuchibva kudenga pamusoro pokusada Mwari kwose nokusarurama kwose kwavanhu vanodzivisa chokwadi nokusarurama kwavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hasha dzaMwari dzinoratidzwa pachena dzichibva kudenga dzakanangana nokusanamata Mwari kose nouipi hwavanhu vanombunyikidza chokwadi vachishandisa zvakaipa zvavo,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti kutsamwa kwaMwari kunoratidzwa, kuchibva kudenga, pamusoro pokusada Mwari kwose nokusarurama kwavanhu, vanodzivisa chokwadi nokusarurama;
Shona 2009?
Nokuti kutsamwa kwaMwari kunoratidzwa, kuchibva kudenga, pamusoro pokusada Mwari kose nokusarurama kwavanhu, vanodzivisa chokwadi nokusarurama;
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti kutsamwa kwaMwari kunoratidzwa, kuchibva kudenga, pamusoro pokusada Mwari kwose nokusarurama kwavanhu, vanodzivisa chokwadi nokusarurama;