Romans 1:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuti iɀo ɀiŋgazikanwa ɀaMŋari ɀinoʋonekwa mukati maʋo, nokuti Mŋari wakaɀiratidza iɀo kwaʋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti izvo zvose zvingazivikanwa pamusoro paMwari zviri pachena kwavari, nokuti Mwari akazviisa pachena kwavari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti zvinogona kuzivikanwa nezvaMwari zviri pachena kwavari nokuti Mwari, akaratidza zvinhu izvozvo kwavari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuti izvo zvingazikanwa zvaMwari zvinoonekwa mukati mavo, nokuti Mwari akazviratidza izvo kwavari.
Shona 2009?
nokuti izvo zvingazikamwa zvaMwari zvinovonekwa mukati mavo; nokuti Mwari wakazviratidza izvo kwavari.
Shona SUB 2002 Bible
nokuti izvo zvingazikanwa zvaMwari zvinoonekwa mukati mavo, nokuti Mwari akazviratidza izvo kwavari.