Romans 1:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋaciti, takacenjera, ʋakaʋa mapenzi;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange zvavo vachizviti vakachenjera, vakava mapenzi
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vaizviti vakachenjera asi vakava mapenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vachiti, takachenjera, vakava mapenzi;
Shona 2009?
Vachiti, takachenjera, vakava mapenzi;
Shona SUB 2002 Bible
Vachiti, takachenjera, vakava mapenzi;