Romans 1:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakashandura kubginya kwaMŋari usiŋgafi, ʋakakuita mufananidzo wakafanana nomunhu unofa, neshiri, nemhuka dzinamakumbo manna, neɀinokambaira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye vakashandura kubwinya kwaMwari asingafi vakakuita mifananidzo yakaitwa somunhu anofa, shiri, mhuka nezvinokambaira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mbiri yaMwari asingafi vakaitsinhanisa nezvifananidzo zvakaita savanhu zvavo vanofa kana seshiri kana somhuka kana sezvinozvova napasi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakashandura kubwinya kwaMwari asingafi, vakakuita mufananidzo wakafanana nomunhu anofa, neshiri, nemhuka dzina makumbo mana, nezvinokambaira.
Shona 2009?
vakashandura kubwinya kwaMwari usingafi, vakakuita mufananidzo wakafanana nomunhu unofa, neshiri, nemhuka dzinamakumbo mana, nezvinokambaira.
Shona SUB 2002 Bible
vakashandura kubwinya kwaMwari asingafi, vakakuita mufananidzo wakafanana nomunhu anofa, neshiri, nemhuka dzina makumbo mana, nezvinokambaira.