Romans 1:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saka Mŋari, mukuciʋa kwemŋoyo yaʋo, akaʋaisa kutȿina, kuti ʋanyadzise miʋiri yaʋo pakati paʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo Mwari akavaisa kuzvishuvo zvakaipa zvemwoyo yavo, zvokuzvisvibisa noupombwe kuti vazvidze miviri yavo pakati pavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo Mwari akavarega kuti vaite madiro avo nehavi dzavo dzounzenza zvichivasvitsa mukuitirana zvinonyadzisa nemiviri yavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saka Mwari, mukuchiva kwemwoyo yavo, akavaisa kutsvina, kuti vanyadzise miviri yavo pakati pavo.
Shona 2009?
Saka Mwari, mukuchiva kwemoyo yavo, akavaisa kutsvina, kuti vanyadzise miviri yavo pakati pavo.
Shona SUB 2002 Bible
Saka Mwari, mukuchiva kwemwoyo yavo, akavaisa kutsvina, kuti vanyadzise miviri yavo pakati pavo.