Romans 1:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀoMŋanakomana wake, wakabva kurudzi rwaDavidi panyama,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
pamusoro poMwanakomana wake, uyo pakuberekwa kwake somunhu akanga ari chizvarwa chaDhavhidhi,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rinotaura nezvoMwanakomana wake wechizvarwa chaDhavhidhi panyama.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvoMwanakomana wake, akabva kurudzi rwaDhavhidhi panyama,
Shona 2009?
zvoMwanakomana wake, wakabva kurudzi rwaDhavhidhi panyama,
Shona SUB 2002 Bible
zvoMwanakomana wake, akabva kurudzi rwaDhavhidhi panyama,