Romans 1:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
watakagamucira naye nyasha noʋuapostora, kuti pakati paʋahedeni ʋose, paʋe nokuterera kwokutenda nokuɗa kwezita rake;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kubudikidza naye uye nokuda kwezita rake, takagamuchira nyasha noupostori, kuti tidane vanhu kubva pakati pavaHedheni vose kuti vave nokuteerera kunobva pakutenda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokwaari ndakagamuchira nyasha dzebasa rokutumwa somupositori kuti ndiunze vanhu vamarudzi ose mukuteerera kwechitendero muzita rake
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
watakagamuchira naye nyasha nohupostori, kuti pakati pavahedheni vose, pave nokuteerera kwokutenda nokuda kwezita rake;
Shona 2009?
watakagamuchira naye nyasha novuapositora, kuti pakati pavahedheni vose, pave nokuteerera kokutenda nokuda kwezita rake;
Shona SUB 2002 Bible
watakagamuchira naye nyasha nohupostori, kuti pakati pavahedheni vose, pave nokuteerera kwokutenda nokuda kwezita rake;