Romans 1:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nemi ʋo muri pakati paʋo, makaɗanwa kuti muʋe ʋaJesu Kristu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye nemiwo muri pakati paavo vakadanwa kuti muve vaJesu Kristu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
pamwechete nemi makadaidzwa kuti muve vanhu vaJesu Kristu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nemiwo muri pakati pavo, makadanwa kuti muve vaJesu Kristu;
Shona 2009?
nemivo muri pakati pavo, makadamwa kuti muve vaJesu Kristu;
Shona SUB 2002 Bible
nemiwo muri pakati pavo, makadanwa kuti muve vaJesu Kristu;