Romans 10:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
NaIsaya, asiŋgatyi, unoti: Ndakawanikwa naʋasina‐kunditȿaka, Ndakaʋonekwa naʋasina‐kundibvunza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye Isaya, asingatyi anoti, “Ndakawanikwa navasina kunditsvaka; Ndakazviratidza kuna vaya vasina kunditsvaka.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Isaya anoitawo chivindi chokuti ndakawanikwa navavo vasina kunditsvaka ndakazviratidza kune vasina kundibvunza
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
NaIsaya, asingatyi, anoti, “Ndakawanikwa navasina kunditsvaka, Ndakaonekwa navasina kundibvunza.”
Shona 2009?
NaIsaya, asingatyi, unoti: Ndakavonekwa navasina kundibvunza.
Shona SUB 2002 Bible
NaIsaya, asingatyi, anoti, “Ndakawanikwa navasina kunditsvaka, Ndakaonekwa navasina kundibvunza.”