Romans 10:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Kristu ndimugumo womurairo, kuti mumŋe nomumŋe unotenda aruramiswe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti Kristu ndiye mugumo womurayiro, kuitira kuti mumwe nomumwe anotenda aruramiswe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kristu ndiye akagumisa mutemo kuti munhu wose ane chitendero aruramiswe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Kristu ndimugumo womurayiro, kuti mumwe nomumwe anotenda aruramiswe.
Shona 2009?
Nokuti Kristu ndimugumo womurairo pakutsvaka kururama, kuno mumwe nomumwe unotenda.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Kristu ndimugumo womurairo, kuti mumwe nomumwe anotenda aruramiswe.