Romans 10:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Mosesi unonyora, aciti, munhu, unoita kururama, kunorebga nomurairo, ucararama naɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mozisi anonyora pamusoro pokururama kwomurayiro, achiti, “Munhu anoita zvinhu izvi achararamiswa nazvo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi akanyora achiti, “Munhu anochengeta ururami hunobva mumutemo achararamawo nawo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Mosesi anonyora achiti, “Munhu, anoita kururama, kunorehwa nomurayiro, achararama nazvo.”
Shona 2009?
Nokuti Mozisi unonyora, achiti, munhu, unoita kururama, kunorebwa nomurairo, uchararama nazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Mosesi anonyora achiti, “Munhu, anoita kururama, kunorehwa nomurairo, achararama nazvo.”