Romans 10:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kururama kunobva pakutenda, kunoreʋa kuɗai: Usati mumŋoyo mako: Ndianiko ucakwira kuɗeŋga? (ndiko kuɓurusa Kristu;)
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi kururama kunobva pakutenda kunoreva kudai, “Usati mumwoyo mako, ‘Ndianiko achakwira kudenga?’ ” (ndiko kuburutsa Kristu)
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi ururami hunobva muchitendero hunoti, usataure mumwoyo mako uchiti, “Ndiani achakwira kudenga?” (kundounza Kristu pasi pano)
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi kururama kunobva pakutenda, kunoreva kudai, “Usati mumwoyo mako, ndianiko achakwira kudenga?” (Ndiko kuburusa Kristu;)
Shona 2009?
Asi kururama kunobva pakutenda, kunoreva kudai: Usati mumoyo mako: Ndianiko uchakwira kudenga? (ndiko kuburusa Kristu;)
Shona SUB 2002 Bible
Asi kururama kunobva pakutenda, kunoreva kudai, “Usati mumwoyo mako, ndianiko achakwira kudenga?” (Ndiko kuburusa Kristu;)