Romans 10:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kana, ndianiko ucaɓurukira kwakadzika‐dzika? (ndiko kuɓuɗisa Kristu kuʋakafa.)
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“kana, kuti, ‘Ndianiko achaburukira kwakadzika?’ ” (ndiko, kubudisa Kristu kubva kuvakafa).
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kana kuti, “Ndiani achadzika mugomba rakadzikisisa.” (Kundounza Kristu kubva kuvakafa).
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kana, “Ndianiko achaburukira kwakadzika-dzika?” (Ndiko kubudisa Kristu kuvakafa.)
Shona 2009?
kana, ndianiko uchaburukira kwakadzikadzika? (ndiko kubudisa Kristu kuvakafa.)
Shona SUB 2002 Bible
kana, “Ndianiko achaburukira kwakadzika–dzika?” (Ndiko kubudisa Kristu kuvakafa.)