Romans 11:34 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ndianiko wakaziʋa muraŋgariro waShe? Ndianiko wakaŋga ari murairi wake?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ndianiko akaziva pfungwa dzaShe? Kana akava mupi wake wamazano?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti ndiani angazive zviri mupfungwa dzaTenzi; uye ndiani akambova mupi wake wamazano.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ndianiko akaziva murangariro waIshe? Ndianiko akanga ari murayiri wake?
Shona 2009?
Nokuti ndianiko wakanga ari murairi wake?
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ndianiko akaziva murangariro waIshe? Ndianiko akanga ari chipangamazano wake?