Romans 12:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ruri ruɗo pakati paʋatendi, ɗanai noruɗo rukuru; pakukudzana tuŋgamiriranai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ivai norudo rukuru mumwe kuno mumwe savadikani. Mumwe nomumwe wenyu ngaakudze mumwe kupfuura kuzvikudza kwaanozviita iye.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Idanai somukomanomunun'una. Kundai vamwe pakuremekedzana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana ruri rudo pakati pavatendi, danai norudo rukuru; pakukudzana tungamiriranai.
Shona 2009?
Kana ruri rudo pakati pavatendi, danai norudo rukuru; pakukudzana tungamiriranai.
Shona SUB 2002 Bible
Kana ruri rudo pakati pavatendi, danai norudo rukuru; pakukudzana tungamiriranai.