Romans 12:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Musatsiʋa munhu cakaipa kana akuitirai cakaipa. Tȿakai ɀakarurama pamberi paʋanhu ʋose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Musatsiva munhu chakaipa nechakaipa. Chenjererai kuti muite zvakanaka pamberi pavanhu vose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Musatsive chakaipa nechakaipa. Vavarirai kuita chinenge chichinzi navose chakanaka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Musatsiva munhu chakaipa kana akuitirai chakaipa. Tsvakai zvakarurama pamberi pavanhu vose.
Shona 2009?
Musatsiva munhu chakaipa kana akakuitirai chakaipa. Tsvakai zvakarurama pamberi pavanhu vose.
Shona SUB 2002 Bible
Musatsiva munhu chakaipa kana akuitirai chakaipa. Tsvakai zvakarurama pamberi pavanhu vose.