Romans 12:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kana kuri kushumira, ŋgaɀiʋonekwe pakushumira kweɗu; kana kuri kudzidzisa, pakudzidzisa kweɗu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana kuri kushumira ngaashumire; kana kuri kudzidzisa, ngaadzidzise;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana chiri chokuitira vamwe mabasa ngatiitei mabasa, iwayo, anodzidzisa, ngaachisevenzese mukudzidzisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kana kuri kushumira, ngazvionekwe pakushumira kwedu; kana kuri kudzidzisa, pakudzidzisa kwedu;
Shona 2009?
kana kuri kushumira, ngazvivonekwe pakushumira kwedu; kana kuri kudzidzisa, pakudzidzisa kwedu;
Shona SUB 2002 Bible
kana kuri kushumira, ngazvionekwe pakushumira kwedu; kana kuri kudzidzisa, pakudzidzisa kwedu;