Romans 13:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo munofanira kuɀiisa pasi paʋo, musiŋgaɗaro nokuɗa kwokutsamŋa ɓedzi, asi nokuɗa kwehana ʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo, zvinokosha kuzviisa pasi pavabati, kwete nokuti tinotya kurangwa chete, asi nokuda kwehanawo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo kuzviisa pasi kuya kunofanira kuitwa kwete kunzvenga chete kuranga kwaMwari asi nokuda kokuterera hana yako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo munofanira kuzviisa pasi pavo, musingadaro nokuda kwokutsamwa bedzi, asi nokuda kwehanawo.
Shona 2009?
Naizvozvo munofanira kuzviisa pasi pavo, musingadaro nokuda kokutsamwa bedzi, asi nokuda kwehanavo.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo munofanira kuzviisa pasi pavo, musingadaro nokuda kwokutsamwa bedzi, asi nokuda kwehanawo.