Romans 14:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ʋushe bgaMŋari haɀizi ɀokudya kana ɀokunwa, asi kururama, norugare, nomufaro muMŋeya Mutȿene.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti umambo hwaMwari hauzi zvokudya kana zvokunwa, asi kururama norugare uye nomufaro muMweya Mutsvene,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti umambo hwaMwari haurevi chokudya kana chokunwa asi hunoreva ururami norugare nokufara muna Mweya Mutsvene.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ushe hwaMwari hazvizi zvokudya kana zvokunwa, asi kururama, norugare, nomufaro muMweya Mutsvene.
Shona 2009?
Nokuti vushe bwaMwari hazvizi zvokudya kana zvokumwa, asi kururama, norugare, nomufaro muMweya Mutsvene.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ushe hwaMwari hazvizi zvokudya kana zvokunwa, asi kururama, norugare, nomufaro muMweya Mutsvene.