Romans 14:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti unoɓatira Kristu paɀinhu iɀi, unofadza Mŋari, ʋuye unotendwa naʋanhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti ani naani anoshumira Kristu nenzira iyi anofadza Mwari, uye anotendwa navanhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu anoshandira Kristu zvakadai, munhu anofadza Mwari uye anodiwawo navanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti unobatira Kristu pazvinhu izvi, anofadza Mwari, uye anotendwa navanhu.
Shona 2009?
Nokuti unobatira Kristu pazvinhu izvi, unofadza Mwari, uye unotendwa navanhu.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti unobatira Kristu pazvinhu izvi, anofadza Mwari, uye anotendwa navanhu.