Romans 14:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mumŋe munhu unokutenda kuti uŋgadya ɀose; asi usinesimba unodya miriʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kutenda kwomumwe kunomutendera kudya zvose, asi mumwe munhu ano kutenda kusina kusimba, anodya muriwo bedzi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mumwe anotenda kuti anogona kudya chero chinhu asi asina kusimba uya achingodya mirio yoga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mumwe munhu anokutenda kuti angadya zvose; asi asina simba anodya miriwo.
Shona 2009?
Mumwe munhu unokutenda kuti ungadya zvose; asi usinesimba unodya mirivo.
Shona SUB 2002 Bible
Mumwe munhu anokutenda kuti angadya zvose; asi asina simba anodya miriwo.