Romans 14:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Regai kuparadza ɓasa raMŋari nokuɗa kweɀokudya. Ɀinhu ɀose ɀakanaka haɀo: asi ɀakaipira munhu unodya acigumbusa ʋamŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Musaparadza basa raMwari nokuda kwezvokudya. Zvokudya zvose zvakachena, asi hazvina kunaka kuti munhu adye chinhu chipi zvacho chingagumbusa mumwe munhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Musaparadze basa raMwari pamusana pezvokudya. Chokudya chose chakanaka asi hazvina kunaka kuti munhu aite kuti vamwe vatadze pamusana pezvaanodya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Regai kuparadza basa raMwari nokuda kwezvokudya. Zvinhu zvose zvakanaka hazvo, asi zvakaipira munhu anodya achigumbusa vamwe.
Shona 2009?
Regai kuparadza basa raMwari nokuda kwezvokudya. Zvinhu zvose zvakanaka hazvo: asi zvakaipa kunounodya akagumbuka.
Shona SUB 2002 Bible
Regai kuparadza basa raMwari nokuda kwezvokudya. Zvinhu zvose zvakanaka hazvo, asi zvakaipira munhu anodya achigumbusa vamwe.