Romans 14:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana uri iwe, kutenda kwaunako uʋe nako umene pamberi paMŋari. Wakaropafadzwa munhu uyo usiŋgaɀipi mhoȿa paɀinhu ɀaano ɀi tendera.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka zvose zvaunotenda pamusoro pezvinhu izvi ngazvive pakati pako naMwari. Akaropafadzwa munhu asingazvipi mhosva pazvinhu zvaanozvitenda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chitendero chaunacho ngachive chako iwe naMwari pahuviri hwenyu. Akakomborerwa munhu asingazvipi mhosva kana aita zvaanga anyatsofunga kuita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana uri iwe, kutenda kwaunako uve nako umene pamberi paMwari. Akaropafadzwa munhu uyo asingazvipi mhosva pazvinhu zvaanozvitendera.
Shona 2009?
Unokutenda here? Iva nako kuve kwako pamberi paMwari, wakaropafadzwa usingazvipi mhosva pachinhu chaanotendera.
Shona SUB 2002 Bible
Kana uri iwe, kutenda kwaunako uve nako umene pamberi paMwari. Akaropafadzwa munhu uyo asingazvipi mhosva pazvinhu zvaanozvitendera.