Romans 14:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi uyo unonyunyuta waʋa nemhoȿa kana acidya, nokuti haadyi nokutenda; ɀose ɀisiŋgabvi pakutenda, ɀiʋi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi munhu anonyunyuta ava nemhosva kana akadya nokuti kudya kwake hakusi kwokutenda; uye zvinhu zvose zvisingabvi pakutenda chivi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi munhu anokahadzika akadya anopara mhosva nokuti kuita kwake hakubvi muchitendero nokuti kuita kose kusingabvi muchokwadi chiri mumwoyo womunhu chitadzo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi uyo anonyunyuta ava nemhosva kana achidya, nokuti haadyi nokutenda; zvose zvisingabvi pakutenda, zvivi.
Shona 2009?
Asi uyo unonyunyuta wava nemhosva kana achidya, nokuti haadyi nokutenda; zvose zvisingabvi pakutenda zvivi.
Shona SUB 2002 Bible
Asi uyo anonyunyuta ava nemhosva kana achidya, nokuti haadyi nokutenda; zvose zvisingabvi pakutenda, zvivi.