Romans 14:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti hakunomumŋe weɗu unoɀiraramira iye oga, hakuna‐unoɀifira iye oga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti hakuna mumwe wedu anozviraramira pachake, uye hakuna mumwe wedu anozvifira iye pachake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hapana mumwe wedu anozviraramira iye pachake; hapanawo mumwe wedu anozvifira iye pachake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti hakuna mumwe wedu anozviraramira iye oga, hakuna anozvifira iye oga.
Shona 2009?
Nokuti hakunomumwe wedu unozviraramira iye oga, hakuna unozvifira iye oga.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti hakuna mumwe wedu anozviraramira iye oga, hakuna anozvifira iye oga.