Romans 14:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Kristu wakafira iɀoɀi, akararama ɀe kuti aʋe Ishe waʋose — ʋakafa naʋapenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuda kwaizvozvo, Kristu akafa uye akamuka kuti ave Ishe wavose vakafa navapenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvozvi ndizvo zvakafira Kristu akava mupenyuzve kuti ave Tenzi wavakafa navapenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Kristu akafira izvozvi, akararamazve kuti ave Ishe wavose vakafa navapenyu.
Shona 2009?
Nokuti Kristu wakafira izvezvi, akamukiravo izvezvi akararama kuti ave Ishe wavapenyu navakafa.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Kristu akafira izvozvi, akararamazve kuti ave Ishe wavose vakafa navapenyu.