Romans 15:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino, hama dzaŋgu, ini ndimene ndinoziʋa kwaɀo pamsoro penyu, kuti imi mumene muzere nokunaka, makazadzwa nokuziʋa kwose, munogona ʋo kurairana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ini pachangu ndinoziva kwazvo, hama dzangu, kuti imi pachenyu muzere nokunaka, makakwana muruzivo uye munogona kudzidzisana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hama dzangu ini ndinogutsikana nemi kuti imi pachenyu muzere norunako, muzere neruzivo rwose uyezve nokuti munokwanisa kudzidzisana pachenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino, hama dzangu, ini ndimene ndinoziva kwazvo pamusoro penyu, kuti imi mumene muzere nokunaka, makazadzwa nokuziva kwose, munogonawo kurayirana.
Shona 2009?
Zvino, hama dzangu, ini ndimene, ndinoziva kwazvo pamusoro penyu, kuti imwi mumene muzere nokunaka, makazadzwa nokuziva kose, munogonavo kurairana.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino, hama dzangu, ini ndimene ndinoziva kwazvo pamusoro penyu, kuti imi mumene muzere nokunaka, makazadzwa nokuziva kwose, munogonawo kurayirana.