Romans 15:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ndiŋgatya kutaura ɀimŋe ɀinhu, asi iɀo Kristu ɀaakaita neni, kuti ʋahedeni ʋaterereswe neshoko namaɓasa,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti handingatauri zvimwe zvinhu kunze kwezvinhu zvakaitwa naKristu kubudikidza neni mukutungamirira vaHedheni kuti vateerere Mwari nokuda kwezvandakataura uye ndikaita,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Handingafemeri kutaura nezvechimwe chinhu kusiya nezvakaitwa naKristu nemandiri kuti vechirudzi vateerere namazwi nezviito zvangu
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ndingatya kutaura zvimwe zvinhu, asi izvo Kristu zvaakaita neni, kuti vahedheni vaterereswe neshoko namabasa,
Shona 2009?
Nokuti ndingatya kutaura zvimwe zvinhu, asi izvo Kristu zvaakaita neni, kuti vahedheni vateereswe neshoko namabasa,
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ndingatya kutaura zvimwe zvinhu, asi izvo Kristu zvaakaita neni, kuti vahedheni vaterereswe neshoko namabasa,