Romans 15:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nesimba reɀiratidzo neɀinoshamisa, nesimba roMŋeya Mutȿene; nokuɗaro kubva Jerusarema nenyika yakapoteredza, kuȿikira Iririko, ndakaparidza kwaɀo Evaŋgeri yaKristu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nesimba rezviratidzo nezvishamiso, kubudikidza nesimba roMweya. Saka kubva kuJerusarema kusvika kwose kunyika yakapoteredza, kusvikira kuIrikumi, ndakaparidza kwazvo vhangeri raKristu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nesimba rezviratidzo nezvishamiso uye nesimba raMweya Mutsvene. Uku kuri kuti kubvira kuJerusaremu kutenderera nokuIririkumu ndiparidze shoko raKristu, ndichiita kuti ive ndiyo vavariro yangu yokuparidza Shoko Rakanaka kusati kwakambodomwa Kristu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nesimba rezviratidzo nezvinoshamisa, nesimba roMweya Mutsvene; nokuda kubva Jerusaremu nenyika yakapoteredza, kusvikira Iririko, ndakaparidza kwazvo Vhangeri yaKristu;
Shona 2009?
nesimba re zviratidzo nezvinoshamisa, nesimba roMweya Mutsvene; nokudaro kubva Jerusarema nenyika yakapoteredza, kusvikira Iriko, ndakaparidza kwazvo evhangeri yaKristu;
Shona SUB 2002 Bible
nesimba rezviratidzo nezvinoshamisa, nesimba roMweya Mutsvene; nokuda kubva Jerusaremu nenyika yakapoteredza, kusvikira Iririko, ndakaparidza kwazvo Vhangeri yaKristu;