Romans 15:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi, seɀaɀakanyorwa, ɀicinzi: Aʋo, ʋasina‐kuʋudzwa ɀake, ʋacaʋona; Naiʋo ʋasina‐kunzwa ʋacanzwisisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi sezvazvakanyorwa zvichinzi: “Avo, vakanga vasina kuudzwa nezvake vachaona, uye naivo vasina kunzwa vachanzwisisa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi sokunyorwa kwazvakaitwa zvichinzi, “Vasina kumbotaurirwa nezvake vachaona, vasina kumbonzwa nezvake vachanzwisisa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi, sezvazvakanyorwa, zvichinzi, “Avo, vasina kuudzwa zvake, vachaona; Naivo vasina kunzwa vachanzwisisa.”
Shona 2009?
asi, sezvazvakanyorwa, zvichinzi: Avo, vasina kuvudzwa zvake; vachavona; Naivo vasina kunzwa vachanzwisisa.
Shona SUB 2002 Bible
asi, sezvazvakanyorwa, zvichinzi, “Avo, vasina kuudzwa zvake, vachaona; Naivo vasina kunzwa vachanzwisisa.”