Romans 15:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀino ɀandisinapokuɓata panyika idzi, ʋuye ɀaaʋa makore mazhinji ndiciɗa ɀikuru kuʋuya kwamuri,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi zvino hapasisinazve imwe nzvimbo yandingashanda mumatunhu aya, uye sezvo pava namakore mazhinji ndichida kuuya kwamuri,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi iye zvino zvandisisina mukana wokushanda munharaunda dzino idzi uye pamusana pokuti ndaisuwira kwamakore mazhinji kuuya kwamuri,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvino zvandisina pokubata panyika idzi, uye zvaava makore mazhinji ndichida zvikuru kuuya kwamuri,
Shona 2009?
zvino zvandisina pokubata panyika idzi, uye zvaava makore mazhinji ndichida zvikuru kuvuya kwamuri,
Shona SUB 2002 Bible
zvino zvandisina pokubata panyika idzi, uye zvaava makore mazhinji ndichida zvikuru kuuya kwamuri,