Romans 15:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo kana ndapedza cinhu ici, ndikaʋaʋigira ciɓereko ici, ndicaenda Spania nokwenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka mushure mokunge ndapedza kuita basa iri uye ndaona kuti vagamuchira chibereko ichi, ndichaenda kuSipeini uye ndichakushanyirai parwendo rwangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saizvozvo kana ndapedza izvi ndatsvitsa zviya zvakaunganidzwa ndichapfuura nokwenyu ndichienda kuSipeini.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo kana ndapedza chinhu ichi, ndikavavigira chibereko ichi, ndichaenda Sipeini nokwenyu.
Shona 2009?
Naizvozvo kana ndapedza chinhu ichi, ndikavavigira chibereko ichi, ndichaenda Spania nokwenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo kana ndapedza chinhu ichi, ndikavavigira chibereko ichi, ndichaenda Sipeini nokwenyu.