Romans 15:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndinoziʋa kuti kana ndiciʋuya kwenyu, ndicaʋuya nokuropafadza kwakazara kwaKristu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinoziva kuti pandichauya kwamuri, ndichauya nokuropafadza kwakazara kwaKristu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinozivawo kuti kana ndouya kwamuri ndinouya nechikomborero chaKristu chizere.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndinoziva kuti kana ndichiuya kwenyu, ndichauya nokuropafadza kwakazara kwaKristu.
Shona 2009?
Ndinoziva kuti kana ndichivuya kwenyu, ndichavuya nokuropafadza kwakazara kweevhangeri yaKristu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndinoziva kuti kana ndichiuya kwenyu, ndichauya nokuropafadza kwakazara kwaKristu.