Romans 15:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saka gamuciranai, Kristu seɀaakatigamucira, kuti Mŋari akudzwe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo, gamuchiranai, sezvamaka-gamuchirwa naKristu, kuti Mwari arumbidzwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo gamuchiranai sokugamuchirwa kwamakaitwa naKristu kuti Mwari arumbidzwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saka gamuchirai, Kristu sezvaakatigamuchira, kuti Mwari akudzwe.
Shona 2009?
Saka gamuchirai, Kristu sezvaakatigamuchira, kuti Mwari akudzwe.
Shona SUB 2002 Bible
Saka gamuchirai, Kristu sezvaakatigamuchira, kuti Mwari akudzwe.