Romans 15:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ndinoti: Kristu wakaitwa mushumiri wokudziŋgiswa kuratidza ɀokwaɗi yaMŋari, kuti asimbise ɀakapikirwa madziɓaɓa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti ndinoti kwamuri Kristu akava muranda wavaJudha akamirira zvokwadi yaMwari, kuti asimbise zvakapikirwa madzibaba
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvandiri kureva ndezvokuti Kristu akava muranda kuna vakadzingiswa kuratidza chokwadi chaMwari kuti asimbisise zvitsidzo zvakaitwa kumadzitateguru
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ndinoti, Kristu akaitwa mushumiri wokudzingiswa kuratidza zvokwadi yaMwari, kuti asimbise zvakapikirwa madzibaba.
Shona 2009?
Nokuti ndinoti: Jesu Kristu wakaitwa mushumiri wokudzingiswa kuratidza chokwadi chaMwari, kuti asimbise zvakapikirwa madzibaba.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ndinoti, Kristu akaitwa mushumiri wokudzingiswa kuratidza zvokwadi yaMwari, kuti asimbise zvakapikirwa madzibaba.