Romans 16:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndi kwazisirei Rufosi, musanaŋgurwa munaShe, namai ʋake, naʋaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kwazisai Rufusi, akasanangurwa muna She uye namai vake, vakanga vari mai vanguwo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndikwazisireiwo Rufusi mukuru mukuru mubasa raTenzi naamai vake vari amai vanguwo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndikwazisirei Rufosi, musanangurwi muna Ishe, naamai vake, navangu.
Shona 2009?
Ndikwazisirei Rufosi, musanangurwa munaShe, namai vake, navangu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndikwazisirei Rufosi, musanangurwi muna Ishe, naamai vake, navangu.