Romans 16:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndi kwazisirei Asinkrito, naFregoni, naHermesi, naPatrobasi, naHermasi, nehama dziri kwaʋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kwazisai Asingiritasi, naFeregoni, naHerimesi, naPatirobhasi, naHerimasi, uye nehama dzavanadzo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndikwazisireiwo Asingiretusi naFiregoni naHemesi naPatrobhasi naHemasi nevehama vavanawo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndikwazisirei Asinikiroto, naFiregoni, naHerimesi, naPatirobhasi, naHerimasi, nehama dziri kwavari.
Shona 2009?
Ndikwazisirei Asinkrito, naFregoni, naHermesi, naPatrobasi, naHeramasi, nehama dziri kwavari.
Shona SUB 2002 Bible
Ndikwazisirei Asinikiroto, naFiregoni, naHerimesi, naPatirobhasi, naHerimasi, nehama dziri kwavari.