Romans 16:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ʋakaɗaro haʋaɓatiri Ishe weɗu Kristu, asi ɗumbu raʋo; ʋanonyeŋgera mŋoyo yaʋasina‐ɀakaipa namashoko aʋo akanaka, anoɓata kumeso.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti vanhu vakadaro havasi kushumira Ishe wedu Kristu, asi dumbu ravo. Nokutaura kwakanaka uye nokubata kumeso, vanonyengera vanhu vane pfungwa dzisina uchenjeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vakadaro havasipo kushandira Tenzi wedu Kristu asi havi dzavo. Vanonyengedza vasina kuchenjera nokunatsa mukanwa kwavo namazwi anotapira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti vakadaro havabatiri Ishe wedu Kristu, asi dumbu ravo; vanonyengera mwoyo yavasina zvakaipa namashoko avo akanaka, anobata kumeso.
Shona 2009?
Nokuti vakadaro havabatiri Ishe wedu Jesu Kristu, asi dumbu ravo; vanonyengera moyo yavasina mano namashoko avo akanaka, nokubata kumeso.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti vakadaro havabatiri Ishe wedu Kristu, asi dumbu ravo; vanonyengera mwoyo yavasina zvakaipa namashoko avo akanaka, anobata kumeso.