Romans 16:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kuti mumugamucire munaShe, seɀinofanira ʋatȿene, nokumuɓatsira paɀinhu ɀose ɀaaŋgashaiwa; nokuti iye amene wakaɓatsira ʋazhinji, neni ʋo ndimene.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinokukumbirai kuti mumugamuchire muna She sezvinofanira vatsvene uye mumubatsire pazvinhu zvose zvaangashayiwa, nokuti akabatsira zvikuru vanhu vazhinji, kusanganisira neniwo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mubatsirei muna zvose zvaangade kwamuri nokuti iye akabatsirawo vazhinji kunyange ini.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kuti mumugamuchire muna Ishe, sezvinofanira vatsvene, nokumubatsira pazvinhu zvose zvaangashayiwa; nokuti iye amene akabatsira vazhinji, neniwo ndimene.
Shona 2009?
Kuti mumugamuchire munaShe, sezvinofanira vatsvene, nokumubatsira pazvinhu zvose, zvaangashaiwa; nokuti iye amene wakabatsira vazhinji, nenivo ndimene.
Shona SUB 2002 Bible
Kuti mumugamuchire muna Ishe, sezvinofanira vatsvene, nokumubatsira pazvinhu zvose zvaangashayiwa; nokuti iye amene akabatsira vazhinji, neniwo ndimene.