Romans 16:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Gaiosi, wakandigamucira ini nekereke yose, unokukwazisai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Gayosi, uyo akandigamuchira ini nekereke yose iri kuno, anokukwazisai. Erasitosi mubati wehomwe yemari yeguta nehama yedu Kwatosi vanokukwazisai.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Gayusi ari kundichengeta mumba make uye ari kuchengeta sangano rose mumba make ari kukukwazisai. Erasitusi sahomwe weguta rino nehama yedu Kwatusi vanokukwazisai.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Gayo, akandigamuchira ini nekereke yose, anokukwazisai. [
Shona 2009?
Gaiosi,wakandigamuchira ini nekereke yose, unokukwazisai. Erastosi, muchengeti wemariyeguta, unokukwazisai, naKwaritosivo, hama.
Shona SUB 2002 Bible
Gayo, akandigamuchira ini nechechi yose, anokukwazisai.